RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w15 3/1 p. 7
  • Rufu rwaJesu Rwuchayeukwa—Riini Uye Kupi?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rufu rwaJesu Rwuchayeukwa—Riini Uye Kupi?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Mashoko Akafanana
  • Chiitiko Chausingafaniri Kupotsa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
  • “Rambai Muchiita Izvi Muchindiyeuka”
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Kudya kwaShe Kwemanheru Kunoreva Zvakawanda Kwauri
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • Jehovha Anokomborera Zvatinoita Kuti Tipinde Chirangaridzo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
w15 3/1 p. 7
Vanhu vari kuyeuka rufu rwaJesu

NYAYA IRI PAKAVHA | JESU ANOTIPONESA​—PACHII?

Rufu rwaJesu Rwuchayeukwa​—Riini Uye Kupi?

Usiku hwokupedzisira asati afa, Jesu akaudza vadzidzi vake kuti vazoyeuka kutifira kwaakanga ava kuda kuita. Akavaudza kuti: “Rambai muchiita izvi muchindiyeuka.”—Ruka 22:19.

Gore rino, musi wakataura Jesu kuti tinofanira kuyeuka rufu rwake unoenderana nemusi weChishanu 3 April, zuva ranyura. Zvapupu zvaJehovha zvinokukoka nemhuri yako kuti muuyewo kuzoteerera pachatsanangurwa kuti sei kufa kwakaita Jesu kuchikosha uye kuti kunogona kukubatsira sei.

Kuti uzive nguva nenzvimbo ichaitirwa musangano uyu, taura neZvapupu zvaJehovha zvekwaunogara kana kuti tsvaga pawww.pr2711.com.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe