RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w15 10/15 p. 3
  • ‘Rambai Muchida Varume Vakadaro’

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • ‘Rambai Muchida Varume Vakadaro’
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Mashoko Akafanana
  • Chii Chinonzi Dare Rinotungamirira reZvapupu zvaJehovha?
    Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa Pamusoro peZvapupu zvaJehovha
  • Kurongwa Kwakaitwa Dare Rinodzora
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Kubatira Pamwe noMutumbi Unodzora Nhasi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • Chiziviso
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1992
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
w15 10/15 p. 3
Hama dziri mune imwe Komiti yeDare Rinotungamirira dzichiita musangano

‘Rambai Muchida Varume Vakadaro’

KUBVIRA muna 1992, Dare Rinotungamirira rakagadza vakuru vechiKristu vane ruzivo uye vakakura pane zvekunamata, kuti vabatsire makomiti aro pakuita basa.a Vabatsiri ava, vanobva pakati ‘pemamwe makwai,’ vanopa rubatsiro rwunokosha kuDare Rinotungamirira. (Joh. 10:16) Vanopinda musangano wedare ravanobatsira unoitwa vhiki rimwe nerimwe, vachipa mashoko pamusoro pezvinenge zvichikurukurwa uye vachitaura zvavanofunga kuti zvingaitwa. Nhengo dzeDare Rinotungamirira ndidzo dzinoita chisarudzo chekupedzisira, asi vabatsiri vanova nechokwadi chekuti zvarongwa nedare ravanobatsira zvaitwa uye vanoita chero mabasa avanenge vapiwa. Vabatsiri ava vanoenda nenhengo dzeDare Rinotungamirira kumagungano enyika dzakawanda uye kumaspecial convention. Vanogonawo kupiwa basa rekushanyira mapazi sevamiririri vemahofisi edu makuru.

Mumwe akatanga kushanda semubatsiri kubva pakatangwa urongwa uhwu anoti: “Pandinoita mabasa andinopiwa, Dare Rinotungamirira rinokwanisa kunyatsoisa pfungwa pabasa raro.” Ichifunga nezvemakore makumi maviri ayashanda semubatsiri, imwe hama inoti: “Iyi iropafadzo yakakura chaizvo inopfuura zvimwe zvose zvandingadai ndakambofunga nezvazvo.”

Dare Rinotungamirira rinopa vabatsiri varo mabasa anokosha uye rinokoshesa kushumira kunoita hama idzi dzakatendeka dzinoshanda nesimba. Dai tose ‘tikaramba tichida varume vakadaro.’—VaF. 2:29.

a Ona bhokisi rakanzi “Mashandiro Anoita Dare Rinodzora Pakutsigira Umambo” riri muchitsauko 12 chebhuku raUmambo hwaMwari Huri Kutonga! kuti uwane kupfupikiswa kwemabasa anoitwa nemakomiti 6 eDare Rinotungamirira.

Hama Dzinobatsira Mumakomiti eDare Rinotungamirira

Komiti Yevanoronga

  • John Ekrann

  • Robert Wallen

Komiti Yevashandi

  • Gerald Grizzle

  • Patrick LaFranca

  • Daniel Molchan

  • Ralph Walls

Komiti Inobudisa Mashoko

  • Don Adams

  • Robert Butler

  • Harold Corkern

  • Donald Gordon

  • Robert Luccioni

  • Alex Reinmueller

  • David Sinclair

Komiti Yebasa

  • Gary Breaux

  • Joel Dellinger

  • Seth Hyatt

  • Christopher Mavor

  • Baltasar Perla, Jr.

  • William Turner, Jr.

  • Robert Wallen

  • Leon Weaver, Jr.

Komiti Yekudzidzisa

  • Ronald Curzan

  • Kenneth Flodin

  • William Malenfant

  • Mark Noumair

  • David Schafer

Komiti Yekunyora

  • Robert Ciranko

  • James Mantz

  • Izak Marais

  • Gene Smalley

  • John Wischuk

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe