Sumo
UNOFUNGEI?
Mashoko aya anozivikanwa nevakawanda anogona kukubatsira here anoti:
“Mwari akada nyika kwazvo zvokuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga”?—Johani 3:16.
Nharireyomurindi iyi inotsanangura kuti kutambura kwakaita Jesu uye rufu rwake zvinokubatsira sei.