RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp17 nha. 5 p. 16
  • Bhaibheri Rinotii?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Bhaibheri Rinotii?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2017
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Panyika pachazombova nerugare here?
  • Ndezvipi zvimwe zvatinodzidza muBhaibheri?
  • Iye zvino munhu anokwanisa kuva nerugare rwemupfungwa here?
  • Rugare Rwechokwadi—Rwunobva Mumanyukoi?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
  • Unogona Here Kuwana Rugare Munyika Ino Ine Zvinetso?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Ndiani Achatungamirira Rudzi Rwomunhu Kurugare?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • “Rugare rwaMwari” Ngarurinde Mwoyo Wenyu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2017
wp17 nha. 5 p. 16
Zvombo zvehondo zvichiparadzwa

Zvombo zvese zvehondo zvichaparadzwa

Bhaibheri Rinotii?

Panyika pachazombova nerugare here?

Ungati kudii?

  • Ehe

  • Aiwa

  • Pamwe

Zvinotaurwa neBhaibheri

Kana Jesu Kristu ava kutonga panyika, “rugare rukuru ruchavapo kusvikira mwedzi usisipo”​—kureva kuti nekusingaperi.​—Pisarema 72:7.

Ndezvipi zvimwe zvatinodzidza muBhaibheri?

  • Vanhu vakaipa vachaparadzwa uye vanhu vakanaka “vachafara kwazvo norugare rukuru.”​—Pisarema 37:10, 11.

  • Mwari achaita kuti kusazovazve nehondo.​—Pisarema 46:8, 9.

Iye zvino munhu anokwanisa kuva nerugare rwemupfungwa here?

Vamwe vanoti . . . munhu haakwanisi kuva nerugare mupfungwa kana vanhu vachiri kutambura uye vachibatwa zvisina kunaka. Unofungei?

Zvinotaurwa neBhaibheri

Kunyange iye zvino, shamwari dzaMwari dzinogona kuva ‘nerugare rwaMwari runopfuura kufunga kwose.’​—VaFiripi 4:6, 7.

Ndezvipi zvimwe zvatinodzidza muBhaibheri?

  • Mwari anovimbisa kuti achabvisa kutambura uye zvinhu zvakaipa, oita kuti “zvinhu zvose zvive zvitsva.”​—Zvakazarurwa 21:4, 5.

  • Tinogona kuwana rugare kana tikaziva ‘zvinodiwa zvedu zvemweya.’​—Mateu 5:3.

Kuti uzive zvakawanda verenga chitsauko 3 chebhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?, rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha

Rinowanikawo pawebsite yedu inonzi www.pr2711.com

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe