RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp18 nha. 1 p. 16
  • Unofungei?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Unofungei?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2018
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Bhaibheri rinogona kukubatsira kuti uve shamwari yaMwari here?
  • Mwari Anokukoka Kuti Uve Shamwari Yake
    Unogona Kuva Shamwari yaMwari!
  • Unogona Kuva Shamwari yaJehovha
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
  • Bhaibheri Rinotii Nezveushamwari?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Shamwari Yechokwadi Yakaita Sei?
    Mukai!—2014
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2018
wp18 nha. 1 p. 16
Murume nemukadzi vari kuverenga Bhaibheri

Unofungei?

Bhaibheri rinogona kukubatsira kuti uve shamwari yaMwari here?

VAMWE VANOTI . . .

hazviiti kuti vave shamwari dzaMwari nekuti vanotadza. Vamwe vanoti Mwari haana hanya nesu. Iwe unofungei?

ZVINOTAURWA NEBHAIBHERI

Mwari “anoshamwaridzana nevakarurama.” (Zvirevo 3:32) Kana tikamuteerera, tinogona kuva shamwari dzake.

NDEZVIPI ZVIMWE ZVATINODZIDZA MUBHAIBHERI?

  • Mwari anoda kuva Shamwari yedu.—Jakobho 4:8.

  • SeShamwari yedu, Mwari akagadzirira kutibatsira uye kutikanganwira.—Pisarema 86:5.

  • Shamwari dzaMwari dzinoda zvaanoda uye dzinovenga zvaanovenga.—VaRoma 12:9.

Kana uchida kunzwa zvimwe nezvekuti ungararama sei nenzira inofadza Mwari, verenga chitsauko 12 chebhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha. Rinowanikawo pawebsite yedu inonzi www.pr2711.com

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe