PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAPISAREMA 26-33
Wana Ushingi Kubva Kuna Jehovha
Dhavhidhi akava neushingi paakayeuka kununurwa kwaakamboitwa naJehovha
Dhavhidhi paaiva muduku akanunurwa naJehovha kuti asaurayiwa neshumba
Jehovha akabatsira Dhavhidhi kuuraya bheya kuti achengetedze makwai
Jehovha akabatsira Dhavhidhi kuuraya Goriyati
Chii chinogona kutibatsira kuva neushingi sehwaiva naDhavhidhi?
Kunyengetera
Kuparidza
Kupinda misangano
Kudzidza tiri toga uye kunamata semhuri
Kukurudzira vamwe
Kuyeuka kubatsirwa kwatakamboitwa naJehovha