RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 June p. 8
  • Umambo Hwava Nemakore 100 Uye Hucharamba Huchitonga

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Umambo Hwava Nemakore 100 Uye Hucharamba Huchitonga
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • “Umambo Hwenyu Ngahuuye”—Munyengetero Unogara Uchiitwa Nevakawanda
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2020
  • Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
  • Itai Sevagari vomuUmambo hwaMwari!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Umambo hwaMwari Huri Mumwoyo Mako Here?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 June p. 8

KURARAMA KWECHIKRISTU

Umambo Hwava Nemakore 100 Uye Hucharamba Huchitonga

Mota ine maspika, Zvapupu zvaJehovha zviri kushandisa zvikwangwani kuudza vanhu nezvehurukuro, Kirasi yeGiriyedhi, uye vanhu vari pagungano

Vose vanoda kutongwa neUmambo hwaMwari vanofanira kushanda nesimba kuti vazive nezveUmambo uye zvahuri kuita. Nei vachifanira kuita izvi? Nekuti zvichaita kuti vave nechokwadi chekuti Umambo hwaMwari huri kutonga uye zvichaitawo kuti vade kuudza vamwe mashoko akanaka oUmambo hwaMwari. (Pis 45:1; 49:3) Paunenge uchiona vhidhiyo inonzi Umambo Hwava Nemakore 100 Uye Hucharamba Huchitonga, tsvaga mhinduro dzemibvunzo iyi:

  1. “Photo-Drama of Creation” yakabatsira sei vanhu vakaiona?

  2. Nhepfenyuro yeWBBR yakashandiswa sei kuti vanhu vanzwe mashoko akanaka?

  3. Ndedzipi dzimwe nzira dzaishandiswa kuparidza mashoko akanaka uye dzakabatsira sei?

  4. Nokufamba kwaiita makore, zvii zvaiitwa kuti vaparidzi vawedzere unyanzvi hwavo pakuparidza?

  5. Vanhu vaipinda Chikoro cheGiriyedhi vaidzidziswa sei kuparidza?

  6. Magungano akabatsira sei pakudzidzisa vanhu vaJehovha?

  7. Chii chinokuratidza kuti Umambo hwaMwari huri kutonga?

  8. Tinoratidza sei kuti tinotsigira Umambo hwaMwari?

Bhuku raUmambo hwaMwari Huri Kutonga ticharidzidza paChidzidzo cheBhaibheri Cheungano kutanga vhiki ya19 September 2016

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe