RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 October p. 3
  • “Mwoyo Wako Ngaurege Kutsauka”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Mwoyo Wako Ngaurege Kutsauka”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • Ungachengetedza Sei Mwoyo Wako?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
  • Ngwarira—Satani Anoda Kukudya!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Iva Nomwoyo Unofadza Jehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 October p. 3

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ZVIREVO 7-11

“Mwoyo Wako Ngaurege Kutsauka”

Mukomana ari kutarisa imba yepfambi

Mitemo yaJehovha inotichengetedza. Kuti itibatsire, tinofanira kuichengeta mumwoyo yedu. (Zvi 7:3) Kana mushumiri waJehovha akarega mwoyo wake uchitsauswa, zvichava nyore kuti akundwe nemiedzo yaSatani. Chitsauko 7 chaZvirevo chinotaura nezvemumwe mukomana akarega mwoyo wake uchitsauswa. Tingadzidzei kubva pakukanganisa kwaakaita?

  • Ziso

    Kuona

    7:10

  • Mukadzi ari kubata ruoko rwemurume

    Kubata

    7:13

  • Chingwa newaini

    Kuravidza

    7:14

  • Bhodhoro rezvinonhuwirira

    Kunhuhwidza

    7:17

  • Mukadzi ari kuzevezera murume

    Kunzwa

    7:21

  • Satani anoedza kutibvisa pana Jehovha achishandisa zvinhu 5 zvataurwa pamusoro apa

  • Uchenjeri nekunzwisisa zvichatibatsira kuona matambudziko anokonzerwa nekusateerera, zvoita kuti titambire kure nezvinhu zvinogona kutikanganisa pakunamata

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe