RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 January p. 5
  • Jehovha Akabatsira Hezekiya Pamusana Pekutenda Kwake

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Akabatsira Hezekiya Pamusana Pekutenda Kwake
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • Kutenda kwaMambo Kunopiwa Mubayiro
    Uprofita hwaIsaya—Chiedza Chavanhu Vose I
  • Ngirozi yaJehovha Yakadzivirira Hezekiya
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • “Usatya. Ini Ndichakubatsira”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Mwari Anoyamura Mambo Hezekia
    Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 January p. 5

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ISAYA 34-37

Jehovha Akabatsira Hezekiya Pamusana Pekutenda Kwake

Rabhisheki nemasoja ake vakamira kunze kweguta reJerusarema

Mambo Saniheribhi weAsiriya akatuma Rabhisheki kuJerusarema achida kuti guta iroro ribvume kuita zvaidiwa neAsiriya. Vakataura zvakasiyana-siyana nechinangwa chekuti vaJudha vasarende.

Masoja eAsiriya amire kunze kweguta reJerusarema
  • Kushaya aizovabatsira. Ijipiti haisi kuzombokubatsirai.​—Isa 36:6

  • Kusava nechokwadi. Jehovha haasi kuzokubatsirai nokuti haasi kufara nezvamuri kuita.​—Isa 36:7, 10

  • Kutyisidzirwa. Hamufi makakunda mauto eAsiriya.​—Isa 36:8, 9

  • Muedzo. Mukabvuma kutongwa nevaAsiriya zvinhu zvichakufambirai zvakanaka.​—Isa 36:16, 17

Hezekiya aivimba chaizvo naJehovha

37:1, 2, 14-20, 36

  • Akaita zvaaigona kuti adzivirire guta

  • Akanyengetera kuna Jehovha kuti vabatsirwe uye akaita kuti vanhu vave nekutenda kwakasimba muna Jehovha

  • Jehovha akamubatsira pamusana pekutenda kwake nekutuma ngirozi kuti iuraye masoja eAsiriya 185 000 muusiku humwe chete

Hezekiya ari kunyengetera uye ngirozi yakabata bakatwa
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe