PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 1-4
“Ndinewe Kuti Ndikununure”
Rakaprindwa
Jeremiya anogona kunge akanga ava kusvitsa makore 25 Jehovha paakaita kuti ave muprofita. Jeremiya ainzwa sekuti aisakwanisa kuita basa iri, asi Jehovha akamuudza kuti aizoramba achimutsigira.
647
Jeremiya anova muprofita
607
Jerusarema rinoparadzwa
580
Rinopera kunyorwa
Makore ese ndeekuma B.C.E.