RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 April p. 3
  • Bvuma Kuti Jehovha Aumbe Mafungiro Nemaitiro Ako

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Bvuma Kuti Jehovha Aumbe Mafungiro Nemaitiro Ako
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • Ziva Kuti Jehovha Ndiye Muumbi Wedu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
  • Bvuma Kuumbwa Nechirango chaJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Unobvumira Muumbi Mukuru Kuti Akuumbe Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
  • Ndiani Anoumba Mafungiro Ako?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1999
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 April p. 3

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 17-21

Bvuma Kuti Jehovha Aumbe Mafungiro Nemaitiro Ako

Muumbi ari kuumba vhasi

Bvuma kuumbwa naJehovha

18:1-11

  • Jehovha anotitsiura kana kuti kutiranga kuti tive neunhu hwakanaka hwechiKristu

  • Tinofanira kuva vanhu vakapfava uye vanoteerera

  • Jehovha haambotimanikidzi kuita zvaanoda

Muumbi anogona kuchinja chinhu chaari kuumba oumba chimwe

  • Jehovha akatipa rusununguko rwekusarudza zvatinoda, saka zviri kwatiri kubvuma kana kuramba kuumbwa naye

  • Jehovha anoitira vanhu zvinoenderana nekuti vamuteerera here kana kuti havana

    Semunhu ari kuumbwa neMuumbi Mukuru, imwe hama inobva pane vakuru vaviri asi inozodzoka kuti itaure navo

Ndinoda kuti Jehovha andiumbe pazvinhu izvi:

WAIZVIZIVA HERE?

Hari iri pedyo neimwe hari yakapwanyika

Makore akararama vanhu vanotaurwa muBhaibheri, ivhu rekuumbisa raishandiswa chaizvo pakugadzira zvinhu. Kana riri nyoro, rinenge rakapfava uye zvaunenge waita paivhu iroro zvinoramba zvakadaro. Chinhu chinenge chaumbwa, kunyange chikapiswa kuti chinyatsosimba, chinogona kuzongopwanyika.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe