RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 June p. 2
  • Unonyatsotenda Zvinhu Zvinovimbiswa naJehovha Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Unonyatsotenda Zvinhu Zvinovimbiswa naJehovha Here?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • Anoita Zvaanovimbisa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Zvakayeukwa naJoshua
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2002
  • Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raJoshua
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 6—Joshua
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 June p. 2

KURARAMA KWECHIKRISTU

Unonyatsotenda Zvinhu Zvinovimbiswa naJehovha Here?

Joshua naSoromoni vakataura kuti hapana kana shoko rimwe chete rakataurwa naJehovha rakakundikana. (Jos 23:14; 1Mad 8:56) Zvakataurwa nezvapupu zviviri izvi zvinoita kuti kutenda kwedu kuwedzere kusimba.—2VaK 13:1; Tit 1:2.

Panguva yakararama Joshua, Jehovha akazadzisa sei zvaakanga avimbisa? Semhuri, onai vhidhiyo inonzi ‘Hapana Kana Shoko Rimwe Chete Rakakundikana.’ Kana mapedza pindurai mibvunzo iyi: (1) Zvii zvaungaita kuti utevedzere kutenda kwaiva naRakabhi? (VaH 11:31; Jak 2:24-26) (2) Zvakaitwa naAkani zvinoratidza sei kuti kusateerera kunokonzera matambudziko? (3) Kunyange zvazvo vaGibhiyoni vaiva varwi, nei vakanyepera Joshua vachibva vaita rugare nevaIsraeri? (4) Zvakataurwa naJehovha zvakazadzika sei madzimambo mashanu evaAmori paakanga ava kuda kurwisa vaIsraeri? (Jos 10:5-14) (5) Zvii zvawakaitirwa naJehovha pamusana pekuisa Umambo hwake uye kururama kwake pakutanga muupenyu?—Mt 6:33.

Patinofunga zvese zvakaitwa naJehovha, zvaari kuita uye zvaachaita, kutenda kwedu kucharamba kuchisimba.—VaR 8:31, 32.

Joshua

Une kutenda sekwaiva naJoshua here?

MIBVUNZO YEKUFUNGA NEZVAYO:

  • Ndehupi uprofita hweBhaibheri hwauri kuona huchizadzika?

  • Ndehupi uprofita hweBhaibheri hwaunoda kuzoona huchizadzika?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe