PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EZEKIERI 1-5
Ezekieri Ainakidzwa Nekuparidza Mashoko aMwari
Pane zvaakaratidzwa, Ezekieri akapiwa mupumburu naJehovha, achibva anzi audye. Zvaakaratidzwa izvi zvairevei?
Ezekieri aifanira kuita kuti mashoko aMwari anyatsova maari. Kufungisisa mashoko iwayo kwaizoita kuti ade kuataura
Mupumburu wacho waitapira nekuti Ezekieri akaramba achinakidzwa nebasa rake