PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EZEKIERI 6-10
Uchaiswa Chiratidzo Chekuti Upone Here?
Zvakaratidzwa Ezekieri zvakazadzika kekutanga pakaparadzwa Jerusarema. Zvichazadzika sei kechipiri?
Murume ane nyanga yeingi yemunyori anomiririra Jesu Kristu
Varume 6 vane zvombo zvekuputsa nazvo vanomiririra mauto ekudenga achange achitungamirirwa naKristu
Veboka guru vachaiswa chiratidzo pavachanzi makwai pakutambudzika kukuru