RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 July p. 5
  • Kana Jehovha Aregerera, Anobva Atokanganwa Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kana Jehovha Aregerera, Anobva Atokanganwa Here?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • Unobatsirwa Sei Nekuregererwa Kwatinoitwa naJehovha?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2025
  • Nyatsobvuma Kuti Jehovha Akakuregerera
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2025
  • Mwari “Akagadzirira Kukanganwira”
    Swedera Pedyo naJehovha
  • Mwari Achandikanganwira Here?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 July p. 5

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EZEKIERI 18-20

Kana Jehovha Aregerera, Anobva Atokanganwa Here?

18:21, 22

  • Jehovha paanotiregerera zvivi zvedu, anenge atiregerera zvachose.

Mienzaniso yemuBhaibheri inotevera inotibatsira kunyatsoona kuregerera kunoita Jehovha.

Mambo Dhavhidhi

Mambo Dhavhidhi achirwadziwa nechivi chaakaita
  • Akaita chivi chei?

  • Chii chakaita kuti aregererwe?

  • Chii chinoratidza kuti Jehovha akamuregerera?

Mambo Manase

Mambo Manase achikumbira Jehovha kuti amuregerere
  • Akaita chivi chei?

  • Chii chakaita kuti aregererwe?

  • Chii chinoratidza kuti Jehovha akamuregerera?

Muapostora Petro

Muapostora Petro achirwadziwa nekuramba kwaakaita Jesu
  • Akaita chivi chei?

  • Chii chakaita kuti aregererwe?

  • Chii chinoratidza kuti Jehovha akamuregerera?

Ndingatevedzera sei kuregerera kunoita Jehovha?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe