KURARAMA KWECHIKRISTU
Iva Neunhu Hunodiwa naMwari—Kuzvininipisa
NEI ZVICHIKOSHA?
Kuzvininipisa kunoita kuti ufarirwe naJehovha.—Pis 138:6
Kuzvininipisa kunoita kuti ugarisane zvakanaka nevamwe.—VaF 2:3, 4
Kuzvikudza kunoita kuti zvinhu zvikuipire.—Zvi 16:18; Eze 28:17
MAITIRWO AZVO:
Kumbira mazano kune vamwe uye ibva waashandisa.—Pis 141:5; Zvi 19:20
Bvuma kuita mabasa akaderera.—Mt 20:25-27
Usazvikudza pamusana peunyanzvi hwauinahwo kana kuti mabasa aunoita.—VaR 12:3
Zvii zvandingaita kuti ndiwedzere kuva munhu anozvininipisa?
ONA VHIDHIYO INONZI DZIVISA ZVINHU ZVINOPARADZA KUVIMBIKA—KUZVIKUDZA, WOZOPINDURA MIBVUNZO IYI:
Zvatinoita kana tatsiurwa zvinoratidzei?
Munyengetero unotibatsira sei kuti tiwedzere kuzvininipisa?
Ndezvipi zvimwe zvatingaita kuti tiratidze kuti tinozvininipisa?