KURARAMA KWECHIKRISTU
Iva Neunhu Hunodiwa naMwari—Kutenda
NEI ZVICHIKOSHA?
Kuti tinyatsofadza Mwari, tinofanira kunge tiine kutenda.—VaH 11:6
Kutenda zvinhu zvatinovimbiswa naMwari kunotibatsira kuti titsungirire.—1Pe 1:6, 7
Kusava nekutenda kunogona kuita kuti tiite chivi.—VaH 3:12, 13
MAITIRWO AZVO:
Verenga Shoko raMwari uye fungisisa zvaunenge waverenga.—VaR 10:17; 1Ti 4:15
Gara uchishamwaridzana nevanhu vane kutenda kwakasimba.—VaR 1:11, 12
Zvii zvandingaita kuti ndisimbise kutenda kwangu uye kwemhuri yangu?
ONA VHIDHIYO INONZI TEVERA ZVINHU ZVINOITA KUTI UVE AKAVIMBIKA—KUTENDA, WOZOPINDURA MIBVUNZO IYI: