PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EZEKIERI 39-41
Temberi Yakaratidzwa Ezekieri Inokudzidzisei?
Dzimba dzevarindi uye mbiru dzakareba dzinotiyeuchidza kuti kunamata kunodiwa naJehovha ndekwemhando yepamusoro
Zvibvunze kuti, ‘Zvii zvandingaitawo kuti nditsigire kunamata kwakachena uye kwakakwirira kunodiwa naJehovha?’