PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ZEKARIYA 9-14
Ramba Uri ‘Mumupata Wemakomo’
Jehovha akaita kuti pave ‘nemupata mukuru’ muna 1914 paakagadza Umambo hwaMesiya. Umambo uhwu chikamu chidiki ‘chegomo’ iro rinomirira uchangamire hwaJehovha. Kubvira muna 1919, vashumiri vaMwari vari kunzwa vakachengeteka ‘mumupata wemakomo’
Vanhu vanotizira sei “kumupata” unodzivirira?
Munhu wese ari kunze kwemupata uyu achaparadzwa paAmagedhoni
Ndingaramba sei ndiri mumupata unodzivirira?