RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 January p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • ●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA
  • ○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA
  • ○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI
  • Kushandisa Kwatingaita Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Kushandisa Kwatingaita Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 January p. 1
Zvapupu zvichipa munhu turakiti pedyo neMonrovia kuLiberia

Zvapupu zvichipa munhu turakiti pedyo neMonrovia kuLiberia

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Bhaibheri richiri kushanda here?

Rugwaro: 2Ti 3:16

Pekuzotangira: Bhaibheri rinombotaura nezvei?

○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA

Mubvunzo: Bhaibheri rinombotaura nezvei?

Rugwaro: Mt 6:10

Pekuzotangira: Chii chichaitwa neUmambo hwaMwari?

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Chii chichaitwa neUmambo hwaMwari?

Rugwaro: Dha 2:44

Pekuzotangira: Izvi zvichaita kuti panyika pasare paita sei?

Kutanga mwedzi uno, musangano wepakati pevhiki uchange wava nemharidzo dzekuenzanisira dzinotaura nyaya imwe chete. Mharidzo idzi dzichange dzava nemubvunzo wekuti tizowana pekuzotangira patinodzokera. Vhiki rimwe nerimwe pacharatidzwa vhidhiyo yemharidzo imwe chete. Muparidzi achazvisarudzira bhuku raanoda kushandisa pamabhuku atinodzidza nevanhu Bhaibheri uye achasarudza kuti orishandisa paanoonana nemunhu kekutanga here kana kuti paanozodzokera. Musangano uyu uchange uinewo mazano ezvatingaita patinodzokera kekutanga uye kechipiri. Izvi zvichaita kuti tinyanyoisa pfungwa dzedu pachinangwa chedu chekudzidzisa ‘vose vane mafungiro akanaka okuti vave noupenyu husingaperi.’—Mab 13:48.

Hurukuro Dzevadzidzi: Vadzidzi vanofanira kushandisa mharidzo dzekuenzanisira kunze kwekunge paine mimwe mirayiridzo inenge yapiwa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe