RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 April p. 2
  • Kufanana Uye Kusiyana Kwakaita Paseka neChirangaridzo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kufanana Uye Kusiyana Kwakaita Paseka neChirangaridzo
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • ‘Ichi Chichava Chiyeuchidzo Kwamuri’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Chii Chinonzi Paseka?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Kubva paSeder Kuenda Kuruponeso
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • Mibvunzo Inobva Kuvaravi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 April p. 2

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MATEU 26

Kufanana Uye Kusiyana Kwakaita Paseka neChirangaridzo

26:18

Gwai rePaseka, makeke asina kuviriswa, miriwo inovava, uye waini

Zvii zviri papikicha ine manhamba?

1

2

3

4

Ndezvipi zvinoshandiswawo paChirangaridzo?

WAIZVIZIVA HERE?

Kunyange zvazvo Paseka yakanga isingamiririri Chirangaridzo, tine zvatinodzidza kubva pairi. Semuenzaniso, muapostora Pauro akati Jesu ‘igwai redu rePaseka.’ (1VaK 5:7) Ropa raJesu rinoponesa vanhu sekuponesa kwakaitawo ropa regwai rakasaswa pamadhoo. (Eks 12:12, 13) Uyewo, gwai rePaseka rakanga risingafaniri kutyorwa mapfupa. Hapanawo pfupa raJesu rakatyorwa kunyange zvazvo yakanga iri iyo tsika yaiitwa paiurayiwa munhu.​—Eks 12:46; Joh 19:31-33, 36.

Jesu anotanga Kudya kwaShe Kwemanheru
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe