RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 June p. 3
  • Jesu Akazadzisa Uprofita

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jesu Akazadzisa Uprofita
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Kufanotaura nezvaMesiya
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • Jehovha Anokwidziridza Mushumiri Wake Mesiya
    Uprofita hwaIsaya—Chiedza Chavanhu Vose II
  • Vakawana Mesiya!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 June p. 3

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAKO 15-16

Jesu Akazadzisa Uprofita

Zviitiko zviri pasi apa zvakazadzisa uprofita hupi?

CHIITIKO

  • Jesu akamira pamberi paPirato

    Mk 15:3-5

  • Masoja achikanda mijenya kuti agovane nguo dzaJesu

    Mk 15:24

  • Jesu paakanga ari padanda, vanhu vakawanda vakamutuka

    Mk 15:29, 30

  • Jesu anobviswa padanda obva aputirwa nemucheka werineni yakanaka

    Mk 15:43, 46

UPROFITA

  • Pis 22:7

  • Pis 22:18

  • Isa 53:7

  • Isa 53:9

SIMBISA KUTENDA KWAKO

Ndehupi humwe uprofita hwakazadziswa naJesu? (w11 8/15 17; bh, chati rakanzi “Uprofita Hune Chokuita naMesiya”)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe