RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 July p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • ●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA
  • ○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA
  • ○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 July p. 1
Zvapupu zvemarudzi akasiyana-siyana zviri pagungano guru remunharaunda kuVienna, Austria

Gungano guru remunharaunda rakaitirwa kuVienna, Austria

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Murume nemudzimai vangaita sei kuti vasimbise wanano yavo?

Rugwaro: VaE 5:33

Pekuzotangira: Vabereki vangarera sei vana vavo kuti vakure vachiziva zvavanofanira kuita?

○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA

Mubvunzo: Vabereki vangarera sei vana vavo kuti vakure vachiziva zvavanofanira kuita?

Rugwaro: Zvi 22:6

Pekuzotangira: Vechidiki vangaita sei kuti vasapinda mumatambudziko?

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Vechidiki vangaita sei kuti vasapinda mumatambudziko?

Rugwaro: Zvi 4:5, 6

Pekuzotangira: Ndekupi kwatingawana mazano anotibatsira muupenyu?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe