PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | RUKA 23-24
Regerera Vamwe
Ndiani wandinofanira kuregerera?
Zvinorevei kuti ‘kugadzirira kukanganwira’? (Pis 86:5) Jehovha naJesu vanotarisa zvakaita mwoyo wemunhu. Kana vakaona kuti munhu anenge atadza ari kupfidza vanobva vamunzwira nyasha.