RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 September p. 2
  • Jesu Anoita Chishamiso Chake Chekutanga

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jesu Anoita Chishamiso Chake Chekutanga
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • “Munofanira Kuva Vatsvene”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Jehovha Anosika Upenyu Panyika
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • “Zvivi Zvako Zvakanganwirwa”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Zvishamiso Zvava Kuda Kuitika
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 September p. 2

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JOHANI 1-2

Jesu Anoita Chishamiso Chake Chekutanga

2:1-11

Chishamiso chaJesu chekutanga chinotibatsira kunzwisisa unhu hwake. Nyaya iyi inoratidza sei kuti:

  • Jesu aiva nemaonero akanaka panyaya yemafaro, uye aimbowanawo nguva yekufara neshamwari dzake?

  • Jesu aiva nehanya nevanhu?

  • Jesu aiva nerupo?

Jesu anoti makate azadzwe mvura, mutungamiriri wemuchato anoravira waini, otenda muroori nekuita kuti pave newaini inonaka
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe