PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JOHANI 9-10
Jesu Anoda Makwai Ake
Ushamwari hwemufudzi nemakwai hunobva pakuti iye anonyatsoaziva uye iwo anomuziva uye anovimba naye. Jesu, Mufudzi Akanaka anoziva gwai rimwe nerimwe uye anoziva zvarinoda, zvarinogona uye zvarisingagoni. Makwai acho anonyatsozivawo mufudzi wawo uye anovimba neutungamiriri hwake.
Jesu anoratidza sei kuti Mufudzi Akanaka, . . .
pakuunganidza makwai ake?
pakutungamirira makwai ake?
pakuchengetedza makwai ake?
pakudyisa makwai ake?