RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 October p. 3
  • Tevedzera Tsitsi Dzaiva naJesu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tevedzera Tsitsi Dzaiva naJesu
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Tevedzera Tsitsi dzaJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • “Tsitsi Huru dzaMwari Wedu”
    Swedera Pedyo naJehovha
  • Ivai “Netsiye Nyoro”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • Tsitsi—Musimboti Womutsa Netsiye Nyoro
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2002
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 October p. 3

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JOHANI 11-12

Tevedzera Tsitsi Dzaiva naJesu

Jesu anochema paanoudzwa naMarita kuti Razaro akafa

11:23-26, 33-35, 43, 44

Chii chinoshamisa patsitsi dzaiva naJesu?

  • Kunyange zvazvo asina kumbosangana nematambudziko akasangana nevamwe, Jesu airwadziwa pamwe chete navo

  • Akanga asinganyari kuratidza kuti ari kurwadziwa

  • Akaita chimwe chinhu kuti abatsire vanhu vakanga vachishungurudzika

Hanzvadzi yechikuru iri kunyaradza hanzvadzi yechidiki

Ndingaratidza sei kuti ndinofungawo vamwe?

Ndingabatsira sei vanenge vachishungurudzika?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe