RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 December p. 7
  • “Zvichenjererei Imi Neboka Rose”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Zvichenjererei Imi Neboka Rose”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • “Fudzai Boka raMwari Ramunotarisira”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • Vafudzi, Tevedzerai Vafudzi Vakuru Vanopfuura Vose
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • “Musatya, Boka Duku”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
  • Batsirai Makwai Anorasika
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 December p. 7
Vakuru vari kutaura nevamwe vaparidzi paImba yeUmambo

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MABASA 19-20

“Zvichenjererei Imi Neboka Rose”

20:28, 31, 35

Mukuru ari kutaura nachiremba uye padivi pane hama iri kurwara yakarara pamubhedha

Vakuru vanodyisa makwai, vanoachengetedza uye vane hanya nawo, vachiziva kuti gwai rimwe nerimwe rakatengwa neropa rinokosha raKristu. VaKristu vanoonga uye vanoda vakuru ava vanozvipira sezvaiita Pauro.

Zvibvunze kuti, ‘Ndiri kuratidza sei kuti ndinoonga kushanda nesimba kuri kuita vakuru vari muungano?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe