RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 January p. 5
  • Kunyoreswa Zviri Pamutemo Kwebasa Redu muQuebec

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kunyoreswa Zviri Pamutemo Kwebasa Redu muQuebec
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Zvandakadzidza Kune Vamwe Zvakaita Kuti Ndiwane Makomborero
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2020
  • ‘Kudzivirira Nokusimbisa Pamutemo Mashoko Akanaka’
    Zvapupu zvaJehovha—Vazivisi voUmambo hwaMwari
  • Jehovha Ndiye Utiziro Hwangu Nesimba Rangu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 January p. 5

KURARAMA KWECHIKRISTU

Kunyoreswa Zviri Pamutemo Kwebasa Redu muQuebec

Kesari, musoja weRoma naPauro

Pauro paaitongwa, akakwidza nyaya yake kuna Kesari. Akashandisa kodzero yake sechizvarwa cheRoma uye ndizvo zvatinogona kuitawo mazuva ano. Ona vhidhiyo inonzi Kunyoreswa Zviri Pamutemo Kwebasa Redu muQuebec unzwe kuti hama dzedu dzakashandisa sei mutemo kuti dzidzivirire mashoko akanaka muQuebec, wobva wazopindura mibvunzo inotevera:

Zvapupu zvaJehovha muQuebec kuma1940; turakiti; hama ichipa hurukuro musango; Hama Aimé Boucher
  • Matambudziko api akasangana nehama dzedu dzekuQuebec?

  • Vakapa vanhu turakiti ripi, uye zvakaguma nei?

  • Chii chakaitika kuna Hama Aimé Boucher?

  • Dare Repamusorosoro rekuCanada rakapa mutongo wekutii panyaya yaHama Boucher?

  • Mutemo upi wakashandiswa nehama, uye zvakaguma nei?

  • Chii chakaitika mumwe fata paakatuma mapurisa kuti anovhiringidza misangano yeZvapupu zvaJehovha?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe