PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | VAROMA 1-3
Ramba Uchidzidzisa Hana Yako
Hana yedu ichatitungamirira zvakanaka kana
tikaidzidzisa chokwadi cheBhaibheri chisingachinji
tikaiteerera painotiyeuchidza nezvechokwadi ichocho
tikanyengeterera mweya mutsvene kuti utibatsire kukunda zvishuwo zvenyama yedu ine chivi.—VaR 9:1.