RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 March p. 4
  • Uri Munhu Wenyama Here Kana Kuti Wemweya?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Uri Munhu Wenyama Here Kana Kuti Wemweya?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Ndinokwanisa Kuva Shamwari yaMwari Ndisina Chechi Yandinopinda Here?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Kutsvaka Nzira Yokunamata Nayo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • Fambira Mberi Semunhu Ane Mafungiro aMwari!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
  • Mhuri yechiKristu Inoisa Zvinhu Zvomudzimu Pakutanga
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 March p. 4

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 1 VAKORINDE 1-3

Uri Munhu Wenyama Here Kana Kuti Wemweya?

2:14-16

Tese tinofanira kuramba tichisimbisa ushamwari hwedu naMwari kuti tirambe tichikura sevanhu vemweya. (VaE 4:23, 24) Kuti tibudirire, tinofanira kuzadza pfungwa dzedu nezvinhu zvekunamata, kuva nezvinangwa pakunamata uye kuratidza chibereko chemweya.

Kuona mafirimu, zvinangwa, uye zvinoitwa nemunhu wenyama nemunhu wemweya

Wafambira mberi zvakadini pakunamata uchienzanisa nezvawaiva gore rakapera, nemakore 10 apfuura kana kuti nepawakabhabhatidzwa?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe