RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 May p. 3
  • Basa Redu Rekuyamura

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Basa Redu Rekuyamura
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Uchashumira Sapiyona Webetsero Muna March Kana Kuti April Here?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 May p. 3

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 2 VAKORINDE 7-10

Basa Redu Rekuyamura

8:1-4; 9:7

Ushumiri hunoitwa nevaKristu huri paviri. Hwekutanga “ushumiri hwekuyananisa,” kureva basa redu rekuparidza nekudzidzisa. Hwechipiri ‘ibasa rekuyamura’ vatinonamata navo. (2VaK 5:18-20; 8:4) Saka kubatsira vaKristu vanenge vawirwa nenjodzi chitori chikamu chebasa redu dzvene. Patinoita izvi, tinenge

  • tichibatsira hama nehanzvadzi dzedu.—2VaK 9:12a

  • tichivabatsira kuti vatangezve kuita mabasa echiKristu akadai sekuparidza. Pavanoita izvozvo vanenge vachiratidza kutenda kwavo Jehovha.—2VaK 9:12b

  • tichikudza Jehovha. (2VaK 9:13) Basa rekuyamura rinoita kuti vanhu vasingafariri Zvapupu zvaJehovha vachinje maonero avanotiita.

Mhuri iri kupa chipo chemari; hanzvadzi iri kugadzirirwa imba yayo nehama dziri muKomiti Yekubatsira Panoitika Njodzi
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe