RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 June p. 2
  • “Mufananidzo” Une Zvaunoreva Kwatiri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Mufananidzo” Une Zvaunoreva Kwatiri
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • “Zvinhu Zvokufananidzira” Zvinokosha Kwatiri
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
  • Sungano yaMwari Ne“shamwari” Yake Yotobetsera Mamirioni
    Chengeteko Yenyika Yose Mukudzora kwo “Muchinda woRugare”
  • Muchava “Umambo hweVapristi”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
  • Zvikomborero Zvikuru Kupfurikidza Nesungano Itsva
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1998
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 June p. 2
Hagari naSara—nechekumashure kune zvibayiro zviri kupiwa patemberi; vadzidzi vari kuparidza; vadzidzi vari kuteerera magwaro achiverengwa

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | VAGARATIYA 4-6

“Mufananidzo” Une Zvaunoreva Kwatiri

4:24-31

Muapostora Pauro akashandisa “mufananidzo” uyu kuti aratidze kuti sungano itsva yakanaka zvikuru kudarika sungano yeMutemo. Utungamiriri hwaKristu pamwe chete nevaachatonga navo hunoita kuti vanhu vese vave netariro yekusunungurwa pachivi, kutambura uye rufu.​—Isa 25:8, 9.

HAGARI​—MURANDASIKANA

Rudzi rwevaIsraeri urwo rwaiva pasi pesungano yeMutemo, uye Jerusarema ndiro raiva guta ravo guru

SARA​—MUKADZI AKASUNUNGUKA

Jerusarema riri kumusoro, chikamu chiri kudenga chesangano raMwari

“VANA” VAHAGARI

VaJudha (avo vakanga vari pasi pesungano yeMutemo) vakatambudza Jesu vakamuuraya

“VANA” VASARA

Jesu Kristu nevaKristu vakazodzwa 144 000

VARANDA VESUNGANO YEMUTEMO

Mutemo waiyeuchidza vaIsraeri kuti vaiva varanda vechivi

SUNGANO ITSVA INOPA RUSUNUNGUKO

Kutenda muchibayiro chaKristu kwakasunungura vanhu pasungano yeMutemo

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe