Hama yechidiki iri kudzidziswa kuita mabasa emuungano
Mharidzo Dzekuenzanisira
●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA
Mubvunzo: Mwari ndiye anokonzera kuti titambure here?
Rugwaro: Job 34:10
Pekuzotangira: Chii chinoita kuti titambure?
○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA
Mubvunzo: Chii chinoita kuti titambure?
Rugwaro: 1Jo 5:19
Pekuzotangira: Zvii zvichaitwa naMwari kuti abvise kutambura kwakakonzerwa naSatani?
○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI
Mubvunzo: Zvii zvichaitwa naMwari kuti abvise kutambura kwakakonzerwa naSatani?
Rugwaro: Mt 6:9, 10
Pekuzotangira: Chii chinonzi Umambo hwaMwari?