RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 February p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • ●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA
  • ○●○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA
  • ○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 February p. 1
Abrahamu achidzidzisa Isaka nezvaJehovha akanongedza denga rine nyeredzi. Sara akamira akavatarisa.

Abrahamu achidzidzisa Isaka nezvaJehovha

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Tingaziva sei zvichaitika mune ramangwana?

Rugwaro: Isa 46:10

Pekuzotangira: Uprofita hupi hweBhaibheri hwatiri kuona huchizadzika?

TSVAGA VHESI IYI MUBHOKISI REMATURUSI EKUDZIDZISA:

  • Bhuku rinonzi ‘Bhaibheri Rinotidzidzisei?’ Bhurocha rinonzi ‘Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!’

    bhs 29 ¶2

  • fg chidzidzo 3 ¶2

○●○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Uprofita hupi hweBhaibheri hwatiri kuona huchizadzika?

Rugwaro: 2Ti 3:1-5

Pekuzotangira: Makomborero api akavimbiswa naMwari achawanikwa nevanhu mune ramangwana?

TSVAGA VHESI IYI MUBHOKISI REMATURUSI EKUDZIDZISA:

  • Bhuku rinonzi ‘Bhaibheri Rinotidzidzisei?’

    bhs 98 ¶10

  • fg chidzidzo 1 ¶3

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Makomborero api akavimbiswa naMwari achawanikwa nevanhu mune ramangwana?

Rugwaro: Isa 65:21-23

Pekuzotangira: Zvii zvichaitwa neMwanakomana waMwari kuti vanhu vazowana makomborero aya?

TSVAGA VHESI IYI MUBHOKISI REMATURUSI EKUDZIDZISA:

  • Bhuku rinonzi ‘Bhaibheri Rinotidzidzisei?’

    bhs 36 ¶20

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe