PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 12-14
Sungano Inokubatsira
Jehovha akaita sungano naAbrahamu inoita kuti Umambo hwekumatenga hunyatsosimbiswa zviri pamutemo.
Sungano iyi yakatanga kushanda muna 1943 B.C.E. Abrahamu paakayambuka rwizi rwaYufratesi achienda kuKenani
Sungano iyi icharamba ichishanda kusvikira Umambo hwaMesiya hwaparadza vavengi vaMwari hwounza makomborero kumhuri dzese dzepanyika
Jehovha akakomborera Abrahamu nekuti akanga aine kutenda kwakasimba. Kana tikaratidza kutenda mune zvatinovimbiswa naJehovha, makomborero api atichawana kuburikidza nesungano yaAbrahamu?