RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 April p. 5
  • Uri Kuita Mutsimba Kuti Uwane Chikomborero Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Uri Kuita Mutsimba Kuti Uwane Chikomborero Here?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Tsvaka Chikomborero chaJehovha Nemwoyo Wose
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Kuita Zvinhu Nomwoyo Wose—Kunokomborerwa naJehovha Rini?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2002
  • Ramba Uchirwira Kukomborerwa naJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 April p. 5

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 32-33

Uri Kuita Mutsimba Kuti Uwane Chikomborero Here?

32:24-28

Kana tichida kukomborerwa naJehovha, tinofanira kushanda nesimba kuti kumushumira kuve pekutanga muupenyu hwedu. (1VaK 9:26, 27) Patinenge tichishumira Jehovha, tinofanira kuita zvakaitwa naJakobo paakaita mutsimba nengirozi. Tinoratidza kuti tiri kutsvaga chikomborero chaJehovha nemwoyo wese kana tichiita zvinhu izvi . . .

  • Kunyatsogadzirira misangano

  • Kugara tichiparidza

  • Kuedza nepese patinogona napo kubatsira vamwe vari muungano

Mufananidzo: Amai vane zvakawanda zvekuita. 1. Vari kunyengetera mangwanani. 2. Vari kupa mwanasikana wavo zvekudya vasati vabuda muushumiri. 3. Vari kunakidzwa vari muushumiri nevanasikana vavo vaviri uye hanzvadzi dzemuungano mavo.

Pasinei nekuti zvinhu zvingava zvakakuomera sei, ramba uchinyengetera kuna Jehovha kuti akubatsire uye tsvaga chikomborero chake nekushanda nesimba pakumushumira.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndinofanira kuwedzera kushanda nesimba pazvinhu zvipi kuti ndiwane chikomborero chaJehovha?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe