PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 4-5
“Ndichava Newe Paunenge Uchitaura”
Achibatsirwa naJehovha, Mozisi akakurira kutya. Tinodzidzei kubva kune zvakaudzwa Mozisi naJehovha?
Hatifaniri kuramba tichingofunga nezvezvatisingakwanisi kuita
Tinogona kuva nechivimbo chekuti Jehovha achatipa zvese zvatinoda kuti tikwanise kuita basa rake
Kutenda muna Mwari kuchatibatsira kuti tisatya vanhu
Jehovha ari kundibatsira sei kuti ndirambe ndichiparidza kunyange pazvinenge zvakaoma?