RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 July p. 4
  • Mozisi naAroni Vanoratidza Ushingi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mozisi naAroni Vanoratidza Ushingi
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Mosesi naAroni Vazivisi Vaiva Noushingi veShoko raMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1996
  • Mosesi naAroni Vanoona Farao
    Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
  • Unoona “Uyo Asingaoneki” Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 July p. 4
Mozisi naAroni vachitaura naFarao.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 10-11

Mozisi naAroni Vanoratidza Ushingi

10:3-6, 24-26, 28; 11:4-8

Mozisi naAroni vakaratidza ushingi pavaitaura naFarao, munhu aiva nesimba rinopfuura revanhu vese vaiva panyika panguva iyoyo. Chii chakaita kuti vakwanise kudaro? Bhaibheri richitaura nezvaMozisi rinoti: “Nekutenda, akabva kuIjipiti, asingatyi kutsamwa kwamambo, nekuti akaramba aine chivimbo seaiona uya asingaoneki.” (VaH 11:27) Mozisi naAroni vaiva nekutenda kwakasimba muna Jehovha uye vaivimba naye.

Ndepapi pangada kuti uratidze ushingi hwekutaura zvaunotenda kumunhu ane chinzvimbo chepamusoro?

Mapikicha: Zvinhu zvingada kuti uratidze ushingi. 1. Mukomana ari kuchikoro asiri kusaruta mureza. 2. Hama iri mudare. 3. Mukomana ari kupa saimba turakiti asingatyi kuonekwa nemapurisa.
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe