RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 August p. 2
  • “Mirai Makasimba Muone Ruponeso rwaJehovha”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Mirai Makasimba Muone Ruponeso rwaJehovha”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • B5 Tebhenekeri uye Mupristi Mukuru
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • NdeWemasimbaose Asi Anofunga Zvakanakira Vamwe
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 2—Eksodho
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
  • “Mirai Makasimba Muone Ruponeso rwaJehovha”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 August p. 2
VaIsraeri vachiyambuka Gungwa Dzvuku. Shongwe yemoto ichivavhenekera.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 13-14

“Mirai Makasimba Muone Ruponeso rwaJehovha”

14:13, 14, 21, 22, 26-28

Jehovha Muponesi ane rudo. Akaratidza sei kuti aida vaIsraeri pavakabuda muIjipiti?

  • Akaita kuti vafambe zvakarongeka vari mumapoka.​—Eks 13:18

  • Akavatungamirira uye akavadzivirira.​—Eks 14:19, 20

  • Akanunura vanhu vake vese, vakuru nevadiki.​—Eks 14:29, 30

Une chokwadi chekuti Mwari achaitei pachatanga kutambudzika kukuru?​—Isa 30:15

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe