Mupristi mukuru achipinda muNzvimbo Tsvenetsvene
Mharidzo Dzekuenzanisira
●○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA
Mubvunzo: Mwari anoona sei vanhu vanomutsvaga nemwoyo wese?
Rugwaro: 1Pe 5:6, 7
Pekuzotangira: Chii chinoratidza kuti Mwari anoda munhu mumwe nemumwe?
○● PAUNODZOKERA
Mubvunzo: Chii chinoratidza kuti Mwari anoda munhu mumwe nemumwe?
Rugwaro: Mt 10:29-31
Pekuzotangira: Tinoziva sei kuti Mwari anotinzwisisa?