RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 September p. 6
  • Kupa Mupiro Kuna Jehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kupa Mupiro Kuna Jehovha
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Dhipatimendi Rinoona Nezvemapurani Nokuvaka Pasi Rose
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2015
  • Iyi Ndiyo Nzvimbo Yedu Yokunamatira
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Kuwedzera Kunoshamisa Kunoita Kuti Padiwe Dzimba Dzakawanda Nokukurumidza
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2002
  • Unoziva Mufaro Unowanika Mukupa Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 September p. 6
Hama iri kuisa mari mubhokisi remupiro.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 29-30

Kupa Mupiro Kuna Jehovha

30:11-16

Tebhenekeri payaivakwa, vanhu vese varombo kana kuti vapfumi vaiva nemukana wekupa mari kuti vatsigire kunamata kwechokwadi. Mazuva ano, tingatevedzerawo sei vashumiri vaMwari ava vekare? Tinogona kupa mari yekutsigira kuvakwa kweDzimba dzeUmambo, Dzimba Dzemagungano, mahofisi eshanduro asiri pabazi, zvivakwa zveBheteri nezvimwe zvivakwa zvinoshandiswa pakunamata Jehovha.

Tinodzidzei kubva mumavhesi anotevera panyaya yekupa mari tichitsigira kunamata kwechokwadi?

  • 1Mak 29:5

  • Mk 12:43, 44

  • 1VaK 16:2

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe