RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 December p. 6
  • Zvatinodzidza paZuva Rekuyananisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvatinodzidza paZuva Rekuyananisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Kupiswa Kwerusenzi—Kune Nzvimbo Here Mukunamata Kwechokwadi?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • Zvidzidzo Zvatinowana Mubhuku raRevhitiko
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
  • Matauriro Aungaita no“Munzwi Womunyengetero”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
  • Atari Dzepatebhenekeri Uye Basa Radzo Pakunamata Kwechokwadi
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 December p. 6
Mupristi mukuru ari kupinda muNzvimbo Tsvenetsvene aine rusenzi nemazimbe emoto.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | REVHITIKO 16-17

Zvatinodzidza paZuva Rekuyananisira

16:12-15

Tinodzidzei pakushandiswa kwaiitwa rusenzi paZuva Rekuyananisira?

  • Minyengetero yevashumiri vaJehovha vakatendeka yakaita serusenzi. (Pis 141:2) Sezvo mupristi mukuru aienda nerusenzi pamberi paJehovha neruremekedzo rukuru, isu tinofanirawo kunyengetera kuna Jehovha neruremekedzo rukuru

  • Mupristi mukuru aifanira kutanga apisa rusenzi asati apa zvibayiro. Jesu asati apa upenyu hwake sechibayiro, akaramba akaperera uye akavimbika kuna Jehovha, izvo zvakaita kuti chibayiro chake chigamuchirwe

Mapikicha: 1. Murume nemudzimai vari kunyengetera vava kuda kuenda muushumiri. 2. Murume nemudzimai vaya vava kuparidzira dhiraivha wetekisi vachishandisa tablet.

Zvii zvandingaita kuti zvibayiro zvangu zvigamuchirike kuna Jehovha?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe