RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 January p. 12
  • Jehovha Anoronga Vanhu Vake

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Anoronga Vanhu Vake
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Zvinoitwa Nemunhu Mumwe Chete Zvinogona Kubatsira Vakawanda
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Zvinoitwa naJehovha Pakutungamirira Vanhu Vake
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Unodzidza Kubva Pane Zvaunokanganisa Here?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 January p. 12

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Jehovha Anoronga Vanhu Vake

[Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raNumeri.]

VaIsraeri vaidzika misasa yavo maererano nekurongwa kwavainge vakaitwa mumapoka emadzinza matatu (Nu 1:52, 53; w94 12/1 9 ¶4)

Vanhu vaiva mumisasa yevaIsraeri vanogona kunge vaisvika 3 000 000 kana kupfuura (Nu 2:32, 33; it-1-E 397 ¶4)

Jehovha anoda kuti vanhu vake vamunamate zvakarongeka. Ndizvo zvaiitwa nevaIsraeri uye ndizvo zvatiri kuitawo mazuva ano.—1VaK 14:33, 40.

Zvakaita musasa wevaIsraeri uchioneka nemunhu anenge ari nechemudenga. Tebhenekeri iri pakati. Mhuri dzedzinza raRevhi ndidzo dziri pedyo netebhenekeri: Aroni ari kumabvazuva, vaKohati vari kumaodzanyemba, vaGeshoni vari kumadokero, uye vaMerari vari kuchamhembe. Madzinza 12 aIsraeri ari nechekure. Kumabvazuva kuna Isakari, Judha, Zebhuroni. Kumaodzanyemba kuna Gadhi, Rubheni, Simiyoni. Kumadokero kuna Bhenjamini, Efremu, Manase. Kuchamhembe kuna Naftari, Dhani, Asheri.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndingaratidza sei kuti ndiri kunyatsotsigira sangano raJehovha?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe