RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 March p. 4
  • Nei Tisingafaniri Kugara Tichingonyunyuta?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nei Tisingafaniri Kugara Tichingonyunyuta?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Chikonzero Nei Mugariro Womunyunyuti Usingafadzi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
  • Kunyunyuta Kwose Kwakaipa Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
  • Jehovha Anoita Kuti Kutuka Kuve Chikomborero
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Zvinoitwa Nemunhu Mumwe Chete Zvinogona Kubatsira Vakawanda
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 March p. 4
Hanzvadzi isiri kufara, yakapeta maoko yakamira kwayo yega muImba yeUmambo.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Nei Tisingafaniri Kugara Tichingonyunyuta?

Kugara tichingonyunyuta kunogumbura Jehovha (Nu 11:1; w01 6/15 17 ¶20)

Katsika kekungonyunyuta kanoratidza makaro uye kusatenda zvaunenge waitirwa (Nu 11:4-6; w06 7/15 15 ¶7)

Kugara tichingonyunyuta kunoita kuti vamwe vaore mwoyo (Nu 11:10-15; it-2-E 719 ¶4)

Kunyange zvazvo vaIsraeri vaisangana nematambudziko akawanda pavaiva murenje, vaiva nezvikonzero zvakawanda zvekutenda Jehovha. Kana tikagara tichifunga zvinhu zvakanaka zvatakaitirwa naJehovha, hatizovi vanhu vanongonyunyuta.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe