RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 September p. 11
  • Bvuma Kubatsirwa Nevamwe Vaparidzi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Bvuma Kubatsirwa Nevamwe Vaparidzi
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Bvunza Mibvunzo
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Taura Zvinobaya Mwoyo
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kukurira Tsika Dzisina Kuchena
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Bvuma Kubatsirwa naJehovha Kuburikidza Nekunyengetera
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 September p. 11

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI | WEDZERA MUFARO WAKO MUUSHUMIRI

Bvuma Kubatsirwa Nevamwe Vaparidzi

Kuti atibatsire, Jehovha akatipa hama nehanzvadzi dzedu. (1Pe 5:9) Dzinogona kutibatsira kuti tikunde matambudziko atinosangana nawo muushumiri. Semuenzaniso, muapostora Pauro akawana rubatsiro kubva kuna Akwira naPrisira, Sirasi, Timoti, nevamwewo.—Mab 18:1-5.

Vamwe vaparidzi vangakubatsira sei muushumiri? Vanogona kukupa mazano ekuparidzira vanhu vanenge vamboramba pakutanga, ekudzokera kunoona vanofarira, uye ekuitisa chidzidzo cheBhaibheri. Funga nezvemumwe munhu ari muungano yenyu anogona kukubatsira, uye mukumbire kuti akubatsire. Izvi zvichakubatsirai mese uye zvichaita kuti mufare.—VaF 1:25.

ONA VHIDHIYO INONZI WANA MUFARO PAKUITA KUTI VANHU VAVE VADZIDZI—BVUMA KUBATSIRWA NAJEHOVHA—HAMA DZEDU, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Bvuma Kubatsirwa naJehovha—Hama Dzedu.” Neeta aenda neimwe hanzvadzi kunodzidza Bhaibheri naJade.

    Neeta akaedza sei kukurudzira Jade kupinda misangano?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Bvuma Kubatsirwa naJehovha—Hama Dzedu.” Gogo Abi vaina Neeta, vanoudza Jade kuti vaimbova mubhendi.

    Nei tichifanira kuenda nevamwe vaparidzi kuchidzidzo cheBhaibheri?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Bvuma Kubatsirwa naJehovha—Hama Dzedu.” Gogo Abi vachidzidza Bhaibheri naJade, Neeta paainge ambofamba.

    Zvinoda ungano yese kuti munhu azova muparidzi

    Jade nagogo Abi vaifarira zvinhu zvipi zvakafanana?

  • Unyanzvi hupi hwekuparidza hwaunogona kudzidza kune vamwe vaparidzi?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe