RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 January p. 2
  • Kunyengera Kwakaipa Chaizvo!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kunyengera Kwakaipa Chaizvo!
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Akapa Samsoni Simba
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Murume Ane Simba Gurusa
    Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
  • Iva Nezita Rakanaka Worichengetedza
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Vimba naJehovha, Sezvakaita Samsoni
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 January p. 2
Samsoni akarara pamakumbo paDherira uye Dherira asi kushevedza mumwe murume kuti auye kuzoveura bvudzi raSamsoni.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Kunyengera Kwakaipa Chaizvo!

Dherira akaudzwa kuti kana akanyengedza Samsoni aizopiwa mari (Vat 16:4, 5; w12 4/15 9 ¶4)

Dherira akaramba achinetsa Samsoni kusvikira Samsoni ataura kwaibva simba rake (Vat 16:15-18; w05 1/15 27 ¶4)

VaKristu vanofanira kuva vakavimbika mumhuri uye muungano (1VaT 2:10; w12 4/15 11-12 ¶15-16)

Jehovha anopa mubayiro vaya vanoramba vakavimbika.—Pis 18:25, 26.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe