RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 March p. 12
  • Mirira Jehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mirira Jehovha
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Ramba Uchizvininipisa Paunenge Uchibudirira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Uchenjeri Hwakaratidzwa naDhavhidhi
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Ushingi hwaEhudhi Uye Kunyengedza Kwake
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Zvisimbise naJehovha Mwari Wako
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 March p. 12
Dhavhidhi nemumwe wevarume vake vakahwanda nechemukati mebako Sauro paari kubudamo. Dhavhidhi ari kusimudza ruoko achirambidza murume wacho akabata bakatwa kuti asauraya Sauro.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Mirira Jehovha

Dhavhidhi akawana mukana wekugadzirisa dambudziko rake (1Sa 24:3-5)

Dhavhidhi aiona nyaya yake semaonerwo ayaiitwa naJehovha saka akazvidzora (1Sa 24:6, 7)

Dhavhidhi aiziva kuti Jehovha aizogadzirisa zvinhu (1Sa 24:12, 15; w04 4/1 16 ¶8)

SaDhavhidhi tinofanira kumirira Jehovha pane kuti tigadzirise matambudziko edu nenzira inopesana nezvaanoda.—Jak 1:4; w04 6/1 22-23.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe