RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 March p. 14
  • Unoita Zvinhu Usina Kufunga Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Unoita Zvinhu Usina Kufunga Here?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Muenzaniso Pakutaura Zvakanaka
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Nyengetera Kuna Jehovha Uchimuudza Zvese Zviri Mumwoyo Mako
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Abhigairi naDhavhidhi
    Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
  • Akaratidza Kungwara
    Tevedzera Kutenda Kwavo
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 March p. 14
Mapikicha: 1. Dhavhidhi anomisa varwi vake pavanosangana naAbhigairi aine vashandi vake vauya nezvekudya. 2. Abhigairi anogwadama pamberi paDhavhidhi achikumbira kuti asanouraya Nabhari.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Unoita Zvinhu Usina Kufunga Here?

Dhavhidhi paakakumbira kubatsirwa naNabhari, Nabhari akamutuka (1Sa 25:7-11; ia 78 ¶10-12)

Dhavhidhi aida kuuraya varume vese veimba yaNabhari (1Sa 25:13, 21, 22)

Abhigairi akabatsira Dhavhidhi kuti asaite zvinhu zvaizoita kuti ave nemhosva yeropa (1Sa 25:25, 26, 32, 33; ia 80 ¶18)

ZVIBVUNZE KUTI: ‘Ndinowanzoita zvinhu ndisina kufunga here pandinenge ndakatsamwa, ndaenda kunotenga, kana kuti ndakaora mwoyo? Kana kuti ndinombomira ndofunga kuti zvandiri kuda kuita zvichaguma nei?’—Zvi 15:28; 22:3.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe