RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 July
  • Bhazirai Aiva Nemwero

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Bhazirai Aiva Nemwero
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Bhazirai—Murume Aiziva Zvaakanga Asingachakwanisi Kuita
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • VaKristu Vakura—Jehovha Anokoshesa Kuvimbika Kwenyu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
  • Unogona Kuramba Uine Mwero Paunoedzwa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Kuzvininipisa—Unhu Hunosimudzira Rugare
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 July
Bhazirai achiramba zvaakanga akumbirwa naMambo Dhavhidhi.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Bhazirai Aiva Nemwero

Mambo Dhavhidhi aida kupa Bhazirai ropafadzo yakakura (2Sa 19:32, 33; w07 7/15 14 ¶6)

Bhazirai aiva nemwero saka akaramba ropafadzo yacho (2Sa 19:34, 35; w07 7/15 14 ¶8)

Iva nemwero saBhazirai (w07 7/15 15 ¶2-3)

Kuva nemwero kunotibatsira kuti tizive zvatisingakwanisi kuita. Kana tichida kufadza Jehovha tinofanira kuva vanhu vane mwero. (Mik 6:8) Kuva nemwero kwakanakirei?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe